How Excellent Is Your Name
de Minister Michael Mahendere
Ndiripano Mwariwe
Munondiona Mwariwe
Ndioneiwo
Ndioneiwo
Apo
Pamunorangarira vanhu venyu
Tangai neni
Imbo tangai neni
Apo
Pamunoshanyira vana venyu
Imbotangai neni Ishe
Ko paye
Pamuno promoter vanhu venyu
Imbo tangai neni
Imbo tangai neni Mambo
Apo
Pamunokomborera vana venyu
Imbo tangai neni Ishe
Saka tangai neni
Mugopedzawo neni
Mwariwe
Tangai neni
Mwari wangu
Tangai neni Ishe
Inzwai kuchema kwangu
Tererai munyengetero wangu
Ndinodana kwamuri
Ndimi moga mune mhinduro
Chimbotangai neni Ishe
Mwari
Iko kutenda ndinako
Kushoko renyu
Saka ndioneiwo Mwari
Hey
Ndioneiwo Mwari
Honaiwo kutenda kwandinako
Imbotangai neni Ishe
Oh ndakafara Mwari
Kuti ma next door makavaitira
Zvino wave mukana wangu
Ndioneiwo
Ndioneiwo
Ndioneiwo Mwari
Ndioneiwo Mwari
Tangai neni Ishe
Imbotangai neni
Mwari wangu
Mugopedzawo neni
Mirai neni
Tangai neni Ishe
Tangai neni
Mwariwe
Mugopedzawo neni
Mirai neni
Tangai neni Ishe
Oh
Ndiwo munamato wangu kwamuri
Ndioneiwo
Ndioneiwo Mwari
Ndioneiwo Mwari
Ndagadzirira kugamuchira
Kwamuri
Mwari ndinogamuchira
Makomborero angu ose
Mwari ndinogamuchira
Minana
Minana
Minana yangu
Mwari ndinogamuchira
Ndogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Zvese zvangu
Zvazuro, zvanhasi
Namangwana
Mwari ndinogamuchira
Rugare yeah
Mwari ndinogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Ndogamuchira
Mwari ndinogamuchira
Tangai neni Ishe
Tangai neni
Neni
Neni
I receive
I receive
I receive
Ndioneiwo Mwari
Nditariseiwo Mwari
Ndigamuchidzeiwo Mwari
Tangaiwo neni
I will testify
I will testify
Of Your goodness
Of Your mercy
Ndioneiwo
Ndioneiwo Mwari
Ah
Imbotangai neni Ishe
Oh
Más canciones de Minister Michael Mahendere
-
Ancient of Days
Getting Personal With God 3
-
Champion Of Champions
The Spow (Secret Place of Worship)
-
Glory Belongs to You
Getting Personal With God 2
-
Hallelujah
Getting Personal With God 2
-
Higher Life
Getting Personal With God 2
-
I'm in Love
Getting Personal With God 2
-
Jesus
Getting Personal With God 2
-
Kudzai Mwari
Getting Personal With God 2
-
Mbiri KuGwayana - Live
Classical Worship, Vol. 3 (Nziyo Dzedu) [Live]
-
Mumoyo
Getting Personal With God 2
-
Mweya Mutsvene
Getting Personal With God 2
-
My Declaration
Getting Personal With God 2
-
My Time Has Come
My Time Has Come
-
Ndinobuda Pakaoma
The Spow (Secret Place of Worship)
-
Ndinomuda Jesu
Getting Personal With God 2
-
Our Help
Getting Personal With God Vol. 1
-
Prophesy
Getting Personal With God 2
-
Revival
Revival
-
Salt of the Earth
Getting Personal With God 3
-
Tangai Neni
Getting Personal With God Vol. 4