Kachu Kachu
de Jah Signal
Shinga muroora wakauya wega kuzogara pano haada nic
Haah yanetsa kuno sweet ndiwe wakauya wega kuzorowa nyoro
Ramba wakandaro bafana wakutonyanya iwe
Zvazvinhu izvi, kuseri kwekuseri, stonyiii
Ndokufarira mhani unogona zvako but hauna kurova ka dance kako wani
Murume wangu ndimangwende kkkk
Mwari wekudenga itirai vana venyu nyasha
Kudzidzisa mukadzi wangu kuti zikunzi kudii
Nemfana uyu coz haasati akugona shona kuitira mangawana
I will also dedicate this song to my
Hubby, chiuyai mukanya huh chiuyai kumba
Jah Signal wakapenga sha
Inga vaera shumba takawanda
Kudya maveggie pasina kanyama ndiko kushupika but
Wakauya wega kuzogara pano saka baya dzisimbe muroora
Neniwo ndafunga kuti istonyeni yacho
Kana neni hana yangu yatomborohwa nehana kut ko ndeipi ko iyi
Ndandashaya kuti chii chiri kubudikira pakagara jah izvo idanda
Mashoko anorwadza kudarika kurohwa
Inondipimba muma bonzo
Shiinga murooora hazvireve kudya mavegetables
Sandi kushupika kutsiurana sandi kunetsana kuvaka musha
Kuita satocky ndazoona kuti uyu akagerwa
Más canciones de Jah Signal
-
Africa Yose
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Chakanyanya
Chakanyanya
-
Dhora
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Ganda Idema
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Hondo Yepa Nyadzonya
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Kana Mafa
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Kugombwe
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Kumhanya Kunotora Award
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Kurisei Kughetto
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Kweve
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Makumbo
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Mukuwasha Imboko
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Munobveyi
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Ndini We Tirarira
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Nyoka Ndirikurova Musoro
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Rhekeni (Bhekoni)
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Sigi Agenda
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Thithina
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Tinovaka
Swaah: Singles Collection, Vol. 1
-
Unouya Rinhi
Swaah: Singles Collection, Vol. 1