Moussow
de Jah Prayzah
Wakadiiko dhiya?
Takaguma rinhi kuonana?
Wakadiiko dhiya?
Takaguma rinhi kusangana?
Wakadiiko dhiya?
Takaguma rinhi kusangana?
Haa rudo, haa rudo
Karwizi kaya kaiyeredza rudo
Rwaipinda mumongo
Nekamhempo kerungwanani
Kainge rwiyo, chimbo cherudo
Kana uriko kwauriyo
Usazongofunga kuroverayo
Ukagara wondirangarirawo
Kanda ndichinge ndada ndendada ini
Kanda ndada
Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini
Kanda ndichinge ndada ndendada ini
Kanda ndada
Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini
Ndangangariro dzangu dzinoita ndidzengerere
Zvimwe ndokuona muberevere
Haiwa darly ndidhakanure haa
Pachimanikire
Dzangu dzinoita ndidzengerere
Zvimwe ndokuona muberevere
Haiwa darly ndidhakanure haa
Pachimanikire
Ndichanoisvitsa kuhama
Wanike tavaka hukama
Ndichanosiye ndarama
Wanike tavaka hukama
[Verse 3: Jah Prayzah/ Zahara ]
Esthandwa zami?
Ndanga ndati ndichakukumbira
Ndobva ndangokutakura
Kwausingazodzokere
Ndokuda ufunge
Inga zvenyu munodzikotsira
Musingaringe ringe nzira
Munofara chero nguva
Ndokuda ufunge
Ndikadanawo daira
Kuri chose kwauri girly yo
Girly nakupenda sana
Ndikadanawo daira
Kuri chose kwauri girly yo
Girly nakupenda sana
Youre my nest
Umthunzi wami
Usisihlala sami
You say you love me from to the moon
Kanda ndichinge ndada ndendada ini
Kanda ndada
Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini
Kanda ndichinge ndada ndendada ini
Kanda ndada
Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini
Ndichanoisvitsa kuhama
Wanike tavaka hukama
Ndichanosiye ndarama
Wanike tavaka hukama
Más canciones de Jah Prayzah
-
Ndoenda (feat. Harmonize)
Ndoenda (feat. Harmonize)
-
Nziyo Yerudo
Kutonga Kwaro
-
Dzima
Dzima
-
Nyeredzi
Gwara
-
Kumahumbwe
Chitubu
-
Hasha
Chiremerera
-
Dzamutsana
Chitubu
-
Kutonga Kwaro
Kutonga Kwaro
-
Milky joy with fruity fun
Milky joy with fruity fun
-
Wandibhowa
Maita Baba
-
Wandakada
Maita Baba
-
Ndin'Ndamubata
Kutonga Kwaro
-
Mwana WaMambo
Hokoyo
-
Munyaradzi
Hokoyo
-
Mukwasha
Hokoyo
-
Wenge
Hokoyo
-
Tenda
Chiremerera
-
Chiremerera
Chiremerera
-
Dangerous
Chitubu
-
Kwayedza
Hokoyo