Kamwenje
de Jah Prayzah
Hoye, hoo iherende, hoye mambo
Hoye, hoo iherende, hoye mambo
Ndakakumbira vakuru kuti deno vanditsanangurire gwara
Ndikakumbira midzimu kuti deno yanditambanudzire zvanza
Ndakakumbira vakuru kuti deno vanditsanangurire gwara
Ndikakumbira midzimu kuti deno yanditambanudzire zvanza
Hoyere huya uone, huya uone mambo
Haa, hooye hoo, hoye mambo
Kwaziwai, kwaziwaika changamire
Nemi makurukota maunganire dare
Ndiri mwana wazuro uno kwete kare
Zvichida ndingazoresva chinyakare
Chenai mwoyo mundiregererewo
Dzorai mwoyo mundiregererewo
Vakuru vakati mwana wamambo muranda kumwe
Ndikayambuka nyaitenga inorura ingwe
Ndinozokaruka ndava uzumba marambapfungwe
Kwainorira ngoma, ngoma yejerusarema
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, huya uone, hona jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, hooye woye jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, huya uone, hona jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, hooye woye jerusarema (ngariyambuke)
Ndotangira papiko ini, ndotangira papiko nyaya yangu inorema?
Ndotangira papiko ini, ndotangira papiko nyaya yangu inorema?
Pamusoroi changamire, mwana wenyu ndinomuda, ndinomuda ini
Pamusoroi changamire, mwana wenyu ndinomuda, ndinomuda ini
Baba musandipira gotsi, mwana wenyu zvaitori mhodzi
Mbeu yamakapfimbikira kare muhozi, zinyarimwe zai ribodzi
Baba ndiri wechirudzi, kumusha kwedu kure hakuna njodzi
Zai renyu harizoenda nerukodzi, zinyarimwe zai ribodzi iro
Baba ndiri wechirudzi, kumusha kwedu kure hakuna njodzi
Zai renyu harizoenda nerukodzi, zinyarimwe zai ribodzi iro
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, huya uone, hona jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, hooye woye jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, huya uone, hona jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, hooye woye jerusarema (ngariyambuke)
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Haa, hohahoo jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, huya uone, hona jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, hooye woye jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, huya uone, hona jerusarema (ngariyambuke)
Hoo here, hooye woye jerusarema (ngariyambuke)
Más canciones de Jah Prayzah
-
Ndoenda (feat. Harmonize)
Ndoenda (feat. Harmonize)
-
Nziyo Yerudo
Kutonga Kwaro
-
Dzima
Dzima
-
Nyeredzi
Gwara
-
Kumahumbwe
Chitubu
-
Hasha
Chiremerera
-
Dzamutsana
Chitubu
-
Kutonga Kwaro
Kutonga Kwaro
-
Milky joy with fruity fun
Milky joy with fruity fun
-
Wandibhowa
Maita Baba
-
Wandakada
Maita Baba
-
Ndin'Ndamubata
Kutonga Kwaro
-
Mwana WaMambo
Hokoyo
-
Munyaradzi
Hokoyo
-
Mukwasha
Hokoyo
-
Wenge
Hokoyo
-
Tenda
Chiremerera
-
Chiremerera
Chiremerera
-
Dangerous
Chitubu
-
Kwayedza
Hokoyo